1 Samueri 25:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Munhu paanosimuka kuti akudzingirirei nokutsvaka nzira yokuuraya mweya wenyu, mweya washe wangu uchava wakaputirwa muhomwe youpenyu+ naJehovha Mwari wenyu;+ asi mweya yevavengi venyu, achaipotsera sokunge kuti iri kubva muchipfuramabwe.+
29 Munhu paanosimuka kuti akudzingirirei nokutsvaka nzira yokuuraya mweya wenyu, mweya washe wangu uchava wakaputirwa muhomwe youpenyu+ naJehovha Mwari wenyu;+ asi mweya yevavengi venyu, achaipotsera sokunge kuti iri kubva muchipfuramabwe.+