Dheuteronomi 28:63 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 63 “Zvino Jehovha zvaakafara kwazvo kuti akuitirei zvakanaka nokuita kuti muwande,+ saizvozvo Jehovha achafara kwazvo kuti akuparadzei nokukutsakatisai;+ uye muchangobviswa panyika yamuri kuenda kunotora kuti ive yenyu.+ Pisarema 7:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Jehovha achatonga marudzi.+Haiwa Jehovha, nditongei zvinoenderana nokururama kwangu+Uye zvinoenderana nokutendeseka+ kwangu kuri mandiri.
63 “Zvino Jehovha zvaakafara kwazvo kuti akuitirei zvakanaka nokuita kuti muwande,+ saizvozvo Jehovha achafara kwazvo kuti akuparadzei nokukutsakatisai;+ uye muchangobviswa panyika yamuri kuenda kunotora kuti ive yenyu.+
8 Jehovha achatonga marudzi.+Haiwa Jehovha, nditongei zvinoenderana nokururama kwangu+Uye zvinoenderana nokutendeseka+ kwangu kuri mandiri.