Jobho 21:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Rambi revakaipa rinodzimwa kangani,+Njodzi yavo inouya pavari kangani?Iye anovaunzira ruparadziko akatsamwa kangani?+ Pisarema 73:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Nokuti tarirai! vaya vanoramba vari kure nemi vachaparara.+Muchaita kuti vanhu vose vanokusiyai nokuita unzenza vanyarare.+ Zvirevo 13:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Chiedza chevakarurama chichafara;+ asi rambi revakaipa—richadzimwa.+ Zvirevo 20:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Munhu anotuka baba vake naamai vake,+ rambi rake richadzimwa kana rima rava kusvika.+ Mateu 8:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 asi vanakomana voumambo+ vachakandwa murima riri kunze. Imomo ndimo mavachasvimha misodzi vari nokugeda-geda mazino avo.”+ Judha 13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 ava ndivo mafungu egungwa anopenga ayo anopupuma zvinoita kuti anyare;+ nyeredzi dzisina gwara rakarongwa, idzo dzakachengeterwa zarima nokusingaperi.+
17 Rambi revakaipa rinodzimwa kangani,+Njodzi yavo inouya pavari kangani?Iye anovaunzira ruparadziko akatsamwa kangani?+
27 Nokuti tarirai! vaya vanoramba vari kure nemi vachaparara.+Muchaita kuti vanhu vose vanokusiyai nokuita unzenza vanyarare.+
12 asi vanakomana voumambo+ vachakandwa murima riri kunze. Imomo ndimo mavachasvimha misodzi vari nokugeda-geda mazino avo.”+
13 ava ndivo mafungu egungwa anopenga ayo anopupuma zvinoita kuti anyare;+ nyeredzi dzisina gwara rakarongwa, idzo dzakachengeterwa zarima nokusingaperi.+