Zvirevo 10:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Munhu anoshanda akarembedza maoko achava murombo,+ asi ruoko rwomunhu anoshingaira ruchamupfumisa.+ Zvirevo 13:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Simbe inopanga, asi mweya wayo hauna chinhu.+ Zvisinei, mweya yevanoshingaira ichakodzwa.+ Zvirevo 23:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nokuti chidhakwa nomunhu anokara vachava varombo,+ uye hope dzichapfekedza munhu mamvemve.+
4 Munhu anoshanda akarembedza maoko achava murombo,+ asi ruoko rwomunhu anoshingaira ruchamupfumisa.+