Zvirevo 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Baba vaindirayiridza+ uye vaiti kwandiri: “Mwoyo+ wako ngaubate zvakasimba mashoko angu.+ Chengeta mirayiro yangu urambe uchirarama.+ 1 Timoti 4:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti kurovedza muviri kunobatsira zvishoma; asi kuzvipira kuna Mwari+ kunobatsira muzvinhu zvose,+ zvakuine chipikirwa choupenyu huno nohuya huchauya.+
4 Baba vaindirayiridza+ uye vaiti kwandiri: “Mwoyo+ wako ngaubate zvakasimba mashoko angu.+ Chengeta mirayiro yangu urambe uchirarama.+
8 Nokuti kurovedza muviri kunobatsira zvishoma; asi kuzvipira kuna Mwari+ kunobatsira muzvinhu zvose,+ zvakuine chipikirwa choupenyu huno nohuya huchauya.+