1 VaKorinde 7:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 asi, nokuda kwokupararira kwoufeve,+ murume mumwe nomumwe ngaave nomudzimai wake+ uye mukadzi mumwe nomumwe ave nomurume wake. 1 VaKorinde 7:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Musanyimana,+ asi mubvumirane kwenguva yakatarwa,+ kuti mutsaure nguva yokunyengetera movazve pamwe chete, kuti Satani arege kuramba achikuedzai+ nokuda kwokushaya kwenyu kuzvidzora.+
2 asi, nokuda kwokupararira kwoufeve,+ murume mumwe nomumwe ngaave nomudzimai wake+ uye mukadzi mumwe nomumwe ave nomurume wake.
5 Musanyimana,+ asi mubvumirane kwenguva yakatarwa,+ kuti mutsaure nguva yokunyengetera movazve pamwe chete, kuti Satani arege kuramba achikuedzai+ nokuda kwokushaya kwenyu kuzvidzora.+