Dheuteronomi 24:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Kana murume achangowana mudzimai,+ haafaniri kuenda kuhondo, uye hapana chinhu chaanofanira kunzi aite. Ngaarambe akasununguka ari pamba pake kwegore rimwe chete, uye ngaafadze mudzimai wake waakawana.+ Muparidzi 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Fadzwa noupenyu nomudzimai waunoda+ mazuva ose oupenyu hwako husingabatsiri uhwo Iye akakupa pasi pezuva, mazuva ose okusabatsira kwako, nokuti ndiwo mugove wako muupenyu+ uye mubasa rako rakaoma raunoshanda zvakaoma pasi pezuva. Maraki 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Paiva nomumwe munhu asina kuzviita, zvaakanga aine mudzimu wakanga wasara. Iyeye aitsvakei? Vana vaMwari.+ Munofanira kuchenjerera mafungiro enyu,+ uye ngaparege kuva nomunhu anonyengera mudzimai wouduku hwake.+
5 “Kana murume achangowana mudzimai,+ haafaniri kuenda kuhondo, uye hapana chinhu chaanofanira kunzi aite. Ngaarambe akasununguka ari pamba pake kwegore rimwe chete, uye ngaafadze mudzimai wake waakawana.+
9 Fadzwa noupenyu nomudzimai waunoda+ mazuva ose oupenyu hwako husingabatsiri uhwo Iye akakupa pasi pezuva, mazuva ose okusabatsira kwako, nokuti ndiwo mugove wako muupenyu+ uye mubasa rako rakaoma raunoshanda zvakaoma pasi pezuva.
15 Paiva nomumwe munhu asina kuzviita, zvaakanga aine mudzimu wakanga wasara. Iyeye aitsvakei? Vana vaMwari.+ Munofanira kuchenjerera mafungiro enyu,+ uye ngaparege kuva nomunhu anonyengera mudzimai wouduku hwake.+