Muparidzi 9:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvino mariri maiva nomurume aiva murombo asi akachenjera, uye iyeye akapukunyutsa guta racho nouchenjeri hwake.+ Asi hapana munhu akayeuka murombo iyeye.+ Muparidzi 10:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kana mutongi akakutsamwira, usabva panzvimbo yako,+ nokuti kudzikama kunodzikamisa zvivi zvikuru.+
15 Zvino mariri maiva nomurume aiva murombo asi akachenjera, uye iyeye akapukunyutsa guta racho nouchenjeri hwake.+ Asi hapana munhu akayeuka murombo iyeye.+