1 Samueri 19:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Sauro akati kuna Mikari: “Wandinyengedzerei+ zvakadai, zvokuti warega muvengi wangu+ achienda kuti apukunyuke?” Mikari akati kuna Sauro: “Iye ndiye ati kwandiri, ‘Rega ndiende! Ndingakuurayirei?’” Nehemiya 6:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuda kweizvi akanga abhadharwa+ kuti nditye+ ndiite saizvozvo, nditadze+ uye zvive kwavari mukurumbira wakaipa,+ kuti vandizvidze.+
17 Sauro akati kuna Mikari: “Wandinyengedzerei+ zvakadai, zvokuti warega muvengi wangu+ achienda kuti apukunyuke?” Mikari akati kuna Sauro: “Iye ndiye ati kwandiri, ‘Rega ndiende! Ndingakuurayirei?’”
13 Nokuda kweizvi akanga abhadharwa+ kuti nditye+ ndiite saizvozvo, nditadze+ uye zvive kwavari mukurumbira wakaipa,+ kuti vandizvidze.+