Revhitiko 19:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 “‘Unofanira kusimukira achena bvudzi,+ nokuremekedza munhu akwegura,+ uye unofanira kutya Mwari wako.+ Ndini Jehovha. Jobho 32:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndakati, ‘Vane mazuva ngavataure,Uye vane makore mazhinji ndivo vanofanira kuita kuti uchenjeri huzivikanwe.’+ Zvirevo 20:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Kunaka kwemajaya ndiro simba rawo,+ uye kubwinya kwevakwegura ndiko kuchena kwemisoro yavo.+
32 “‘Unofanira kusimukira achena bvudzi,+ nokuremekedza munhu akwegura,+ uye unofanira kutya Mwari wako.+ Ndini Jehovha.
7 Ndakati, ‘Vane mazuva ngavataure,Uye vane makore mazhinji ndivo vanofanira kuita kuti uchenjeri huzivikanwe.’+