Genesisi 1:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Uyezve, Mwari akavakomborera,+ Mwari akati kwavari: “Berekai+ muwande, muzadze nyika, muikurire,+ muve nesimba+ pahove dzegungwa nepazvisikwa zvinobhururuka zvokumatenga nepazvisikwa zvose zvipenyu zvinofamba panyika.”
28 Uyezve, Mwari akavakomborera,+ Mwari akati kwavari: “Berekai+ muwande, muzadze nyika, muikurire,+ muve nesimba+ pahove dzegungwa nepazvisikwa zvinobhururuka zvokumatenga nepazvisikwa zvose zvipenyu zvinofamba panyika.”