Genesisi 41:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Farao akatumira shoko, akashevedza Josefa,+ kuti vakurumidze kumubudisa mugomba rejeri.+ Nokudaro akagera ndebvu,+ akachinja majasi ake,+ akapinda maiva naFarao. Genesisi 41:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Iwe pachako uchatarisira imba yangu,+ uye vanhu vangu vose vachakuteerera chose.+ Ndichangova mukuru kwauri pachigaro choumambo chete.”+
14 Farao akatumira shoko, akashevedza Josefa,+ kuti vakurumidze kumubudisa mugomba rejeri.+ Nokudaro akagera ndebvu,+ akachinja majasi ake,+ akapinda maiva naFarao.
40 Iwe pachako uchatarisira imba yangu,+ uye vanhu vangu vose vachakuteerera chose.+ Ndichangova mukuru kwauri pachigaro choumambo chete.”+