2 Samueri 16:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi mambo akati: “Ndinei nemi,+ imi vanakomana vaZeruya?+ Muregei atuke,+ nokuti Jehovha ati kwaari,+ ‘Tuka Dhavhidhi!’ Saka ndiani anofanira kuti, ‘Waitirei saizvozvo?’”+
10 Asi mambo akati: “Ndinei nemi,+ imi vanakomana vaZeruya?+ Muregei atuke,+ nokuti Jehovha ati kwaari,+ ‘Tuka Dhavhidhi!’ Saka ndiani anofanira kuti, ‘Waitirei saizvozvo?’”+