Muparidzi 10:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kana mutongi akakutsamwira, usabva panzvimbo yako,+ nokuti kudzikama kunodzikamisa zvivi zvikuru.+