Jeremiya 46:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 ‘Munhu anomhanya kwazvo ngaarege kuedza kutiza, uye murume ane simba ngaarege kuedza kupukunyuka.+ Kumusoro nechokuchamhembe+ pedyo norwizi rwaYufratesi vagumburwa, vakawa.’+ Amosi 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nzvimbo yokuti anomhanya kwazvo atizire kwairi ichaparara,+ hapana ane simba achawedzera simba rake, uye hapana murume ane simba achapukunyutsa mweya wake.+
6 ‘Munhu anomhanya kwazvo ngaarege kuedza kutiza, uye murume ane simba ngaarege kuedza kupukunyuka.+ Kumusoro nechokuchamhembe+ pedyo norwizi rwaYufratesi vagumburwa, vakawa.’+
14 Nzvimbo yokuti anomhanya kwazvo atizire kwairi ichaparara,+ hapana ane simba achawedzera simba rake, uye hapana murume ane simba achapukunyutsa mweya wake.+