Muparidzi 6:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti ndiani anoziva zvakanaka zvine munhu muupenyu+ kwemazuva ose oupenyu hwake husina zvahunobatsira, kana iye achiapedza sokupfuura kunoita mumvuri?+ Nokuti ndiani angaudza munhu zvichazoitika pasi pezuva?+
12 Nokuti ndiani anoziva zvakanaka zvine munhu muupenyu+ kwemazuva ose oupenyu hwake husina zvahunobatsira, kana iye achiapedza sokupfuura kunoita mumvuri?+ Nokuti ndiani angaudza munhu zvichazoitika pasi pezuva?+