Numeri 32:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Zvino vanakomana vaRubheni+ nevanakomana vaGadhi+ vakanga vava nezvipfuwo zvakawanda, zvizhinjizhinji. Vakaona nyika yeJazeri+ nenyika yeGiriyedhi, uye tarira! nyika yacho yakanga iri nzvimbo yezvipfuwo. Dheuteronomi 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Panguva iyoyo chaiyo takatora nyika iyi kuti ive yedu; kubvira kuAroeri,+ riri pedyo nomupata une rukova weAnoni, nehafu yenharaunda ine makomo yeGiriyedhi, uye ndakapa vaRubheni nevaGadhi maguta aro.+
32 Zvino vanakomana vaRubheni+ nevanakomana vaGadhi+ vakanga vava nezvipfuwo zvakawanda, zvizhinjizhinji. Vakaona nyika yeJazeri+ nenyika yeGiriyedhi, uye tarira! nyika yacho yakanga iri nzvimbo yezvipfuwo.
12 Panguva iyoyo chaiyo takatora nyika iyi kuti ive yedu; kubvira kuAroeri,+ riri pedyo nomupata une rukova weAnoni, nehafu yenharaunda ine makomo yeGiriyedhi, uye ndakapa vaRubheni nevaGadhi maguta aro.+