Isaya 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Iye akati: “Enda, uti kuvanhu ava, ‘Rambai muchinzwa, haiwa imi vanhu, asi musanzwisisa; rambai muchiona, asi musawana zivo chero ipi zvayo.’+
9 Iye akati: “Enda, uti kuvanhu ava, ‘Rambai muchinzwa, haiwa imi vanhu, asi musanzwisisa; rambai muchiona, asi musawana zivo chero ipi zvayo.’+