Isaya 43:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 ivo vanhu vandakazviumbira, kuti varondedzere kurumbidzwa kwangu.+ Isaya 45:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvanzi naJehovha, Mutsvene waIsraeri+ noMuumbi+ wake: “Ndibvunzei nezvezvinhu zviri kuuya+ pamusoro pevanakomana vangu;+ uye mundirayire pamusoro pebasa+ remaoko angu.
11 Zvanzi naJehovha, Mutsvene waIsraeri+ noMuumbi+ wake: “Ndibvunzei nezvezvinhu zviri kuuya+ pamusoro pevanakomana vangu;+ uye mundirayire pamusoro pebasa+ remaoko angu.