Isaya 35:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Panguva iyoyo munhu akaremara achakwakuka sezvinoita nondo hono,+ rurimi rwembeveve ruchashevedzera ruchifara.+ Nokuti mvura ichange yatubuka murenje, uye hova mubani rerenje. Zvakazarurwa 22:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino iyo yakandiratidza rwizi rwemvura youpenyu,+ inoonekera sekristaro, ichiyerera ichibva pachigaro choumambo chaMwari necheGwayana+
6 Panguva iyoyo munhu akaremara achakwakuka sezvinoita nondo hono,+ rurimi rwembeveve ruchashevedzera ruchifara.+ Nokuti mvura ichange yatubuka murenje, uye hova mubani rerenje.
22 Zvino iyo yakandiratidza rwizi rwemvura youpenyu,+ inoonekera sekristaro, ichiyerera ichibva pachigaro choumambo chaMwari necheGwayana+