Zekariya 10:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vaya vaEfremu vachava somurume ane simba,+ uye mwoyo yavo ichafara sokunge iri kufadzwa newaini.+ Vanakomana vavo vachazviona vofara;+ mwoyo yavo ichafarira Jehovha.+
7 Vaya vaEfremu vachava somurume ane simba,+ uye mwoyo yavo ichafara sokunge iri kufadzwa newaini.+ Vanakomana vavo vachazviona vofara;+ mwoyo yavo ichafarira Jehovha.+