2 Madzimambo 18:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Asi Eriyakimu+ mwanakomana waHirikiya, aitarisira imba, naShebhina+ munyori naJoa+ mwanakomana waAsafi munyori wezvaiitika, vakasvika kuna Hezekiya nguo dzavo dzakabvaruka,+ vakamuudza mashoko aRabhisheki.
37 Asi Eriyakimu+ mwanakomana waHirikiya, aitarisira imba, naShebhina+ munyori naJoa+ mwanakomana waAsafi munyori wezvaiitika, vakasvika kuna Hezekiya nguo dzavo dzakabvaruka,+ vakamuudza mashoko aRabhisheki.