2 Madzimambo 20:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 ‘“Tarira! Mazuva achauya, uye zvose zviri mumba mako+ nezvakaunganidzwa nemadzitateguru ako kusvikira nhasi zvichaendeswa kuBhabhironi.+ Hapana chichasiyiwa,”+ Jehovha adaro. Dhanieri 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Kwapera nguva yakati, Jehovha akaisa Jehoyakimu mambo waJudha+ nemimwe midziyo+ yeimba yaMwari wechokwadi muruoko rwake, iye akaenda nayo kunyika yeShinari+ kuimba yamwari wake; uye akaisa midziyo yacho muimba yepfuma yamwari wake.+
17 ‘“Tarira! Mazuva achauya, uye zvose zviri mumba mako+ nezvakaunganidzwa nemadzitateguru ako kusvikira nhasi zvichaendeswa kuBhabhironi.+ Hapana chichasiyiwa,”+ Jehovha adaro.
2 Kwapera nguva yakati, Jehovha akaisa Jehoyakimu mambo waJudha+ nemimwe midziyo+ yeimba yaMwari wechokwadi muruoko rwake, iye akaenda nayo kunyika yeShinari+ kuimba yamwari wake; uye akaisa midziyo yacho muimba yepfuma yamwari wake.+