RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 33:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Asi akati kwaari: “Ishe wangu anoziva kuti vana havana simba uye ndine makwai nemombe zviri kuyamwisa zvandiri kutarisira,+ vakazvimhanyisa kwezuva rimwe, boka rose rezvipfuwo richabva rafa.+

  • Johani 10:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Ndini mufudzi akanaka kwazvo, uye ndinoziva makwai angu+ uye makwai angu anondiziva,+

  • Johani 10:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 “Ndine mamwe makwai,+ asiri edanga rino;+ iwayowo ndinofanira kuuya nawo, achateerera inzwi rangu,+ uye achava boka rimwe chete, pasi pomufudzi mumwe chete.+

  • 1 Petro 5:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Fudzai+ boka raMwari+ ramunotarisira, musingaiti nokugombedzerwa, asi nokuzvidira;+ musingaitiri kuda pfuma inowanikwa nenzira dzokusatendeseka,+ asi nomwoyo wose;

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe