RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 6:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 “Naizvozvo iti kuvanakomana vaIsraeri, ‘Ndini Jehovha, ndichakubvisai pamitoro yevaIjipiti ndokununurai pauranda hwavo,+ ndichakusunungurai noruoko rwakatambanudzwa uye nokutonga kukuru.+

  • Isaya 48:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri+ wako, Mutsvene waIsraeri:+ “Ini, Jehovha, ndini Mwari wako, Iye anokudzidzisa kuti ubatsirwe,+ Iye anokufambisa panzira yaunofanira kufamba nayo.+

  • Jeremiya 50:34
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 34 Mudzikinuri wavo ane simba,+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+ Chokwadi achavatongera mhosva yavo,+ kuti azorodze nyika+ uye aite kuti vagari vomuBhabhironi varege kugadzikana.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe