21 Taurai mashoko enyu nenyaya yenyu.+ Chokwadi, ngavarangane vakabatana. Ndiani akaita kuti izvi zvinzwiwe kubvira kare kare?+ Ndiani akazvitaura kubvira panguva iyoyo chaiyo?+ Handisi ini here, Jehovha, asina mumwe Mwari akafanana naye;+ Mwari akarurama uye Muponesi,+ asina mumwe akafanana neni?+