Eksodho 32:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Iye akabva atora ndarama yacho pamaoko avo, akaigadzira+ nechokuvezesa, akaigadzirisa mufananidzo wemhuru wakaumbwa nezvakanyungudutswa.+ Ivo vakatanga kuti: “Haiwa iwe Israeri, uyu ndiye Mwari wako, akakubudisa munyika yeIjipiti.”+ 1 Madzimambo 12:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Naizvozvo mambo akarangana nevamwe,+ akagadzira mhuru+ mbiri dzendarama, akati kuvanhu: “Kuenda kuJerusarema kwakakuomerai. Haiwa imi vaIsraeri, heuno Mwari+ wenyu, akakubudisai munyika yeIjipiti.”+
4 Iye akabva atora ndarama yacho pamaoko avo, akaigadzira+ nechokuvezesa, akaigadzirisa mufananidzo wemhuru wakaumbwa nezvakanyungudutswa.+ Ivo vakatanga kuti: “Haiwa iwe Israeri, uyu ndiye Mwari wako, akakubudisa munyika yeIjipiti.”+
28 Naizvozvo mambo akarangana nevamwe,+ akagadzira mhuru+ mbiri dzendarama, akati kuvanhu: “Kuenda kuJerusarema kwakakuomerai. Haiwa imi vaIsraeri, heuno Mwari+ wenyu, akakubudisai munyika yeIjipiti.”+