RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 31:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Zvino Rabhani akanga aenda kunoveura makwai ake. Munguva iyi Rakeri akaba terafimu+ dzababa vake.

  • Genesisi 35:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Jakobho akabva ati kuimba yake nokuna vose vaaiva navo: “Bvisai vanamwari vokune dzimwe nyika vari pakati penyu+ muzvichenese uye muchinje majasi enyu,+

  • Dheuteronomi 27:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 “‘Ngaatukwe munhu anogadzira mufananidzo wakavezwa+ kana kuti mufananidzo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa,+ chinhu chinosemesa Jehovha,+ basa remaoko omunhu anogadzira zvinhu zvematanda nezvesimbi,+ ozvivanza.’ (Vanhu vose vanofanira kupindura vachiti, ‘Ameni!’)+

  • Vatongi 17:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Naizvozvo akadzorera sirivha yacho kuna amai vake, amai vake vakatora masirivha mazana maviri vakaapa mupfuri wesirivha.+ Iye akagadzira mufananidzo wakavezwa+ nomufananidzo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa;+ uye wakava mumba maMika.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe