Isaya 49:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Mudzimai angakanganwa mwana wake anoyamwa zvokuti angasanzwira tsitsi mwanakomana wedumbu rake here?+ Kunyange vakadzi ava vangakanganwa havo,+ asi ini handizokukanganwi.+
15 Mudzimai angakanganwa mwana wake anoyamwa zvokuti angasanzwira tsitsi mwanakomana wedumbu rake here?+ Kunyange vakadzi ava vangakanganwa havo,+ asi ini handizokukanganwi.+