-
Joshua 23:14Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
14 “Zvino, tarirai! nhasi ndiri kuenda nenzira yepasi rose,+ uye munonyatsoziva nemwoyo yenyu yose nemweya yenyu yose kuti hapana kana shoko rimwe chete pamashoko ose akanaka akataurwa naJehovha Mwari wenyu kwamuri rakakundikana. Ose akaitika nokuda kwenyu. Hapana kana shoko rimwe chete rawo rakakundikana.+
-