Ezekieri 32:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “Mwanakomana womunhu, rira nokuda kweboka revanhu veIjipiti uriburutsire pasi,+ iyo nevanasikana vemarudzi ane simba, kunyika iri pasi pasi,+ pamwe chete nevaya vari kuburukira mugomba.+
18 “Mwanakomana womunhu, rira nokuda kweboka revanhu veIjipiti uriburutsire pasi,+ iyo nevanasikana vemarudzi ane simba, kunyika iri pasi pasi,+ pamwe chete nevaya vari kuburukira mugomba.+