Jeremiya 51:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Nyika ngaizununguke, irwadziwe kwazvo,+ nokuti zvakafungwa naJehovha zvauya kuzorwisa Bhabhironi kuti zviite nyika yeBhabhironi chinhu chinokatyamadza, isina anogaramo.+
29 Nyika ngaizununguke, irwadziwe kwazvo,+ nokuti zvakafungwa naJehovha zvauya kuzorwisa Bhabhironi kuti zviite nyika yeBhabhironi chinhu chinokatyamadza, isina anogaramo.+