Eksodho 23:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “Munofanira kuchenjerera zvose zvandakakuudzai;+ uye musataura mazita evamwe vanamwari. Haafaniri kunzwika pamiromo yenyu.+ Isaya 26:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Haiwa Jehovha Mwari wedu, vamwe vanatenzi kunze kwenyu vakaita sokuti ndivanatenzi vedu.+ Tichataura zita renyu tichibatsirwa nemi chete.+
13 “Munofanira kuchenjerera zvose zvandakakuudzai;+ uye musataura mazita evamwe vanamwari. Haafaniri kunzwika pamiromo yenyu.+
13 Haiwa Jehovha Mwari wedu, vamwe vanatenzi kunze kwenyu vakaita sokuti ndivanatenzi vedu.+ Tichataura zita renyu tichibatsirwa nemi chete.+