VaRoma 5:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Naizvozvo, kungofanana nokudarika kumwe chete kwakaita kuti vanhu vemarudzi ose vapiwe mhosva,+ saizvozvowo nokuda kwokururamisa kumwe chete,+ vanhu vemarudzi ose+ vanonzi vakarurama nokuda kwoupenyu.+
18 Naizvozvo, kungofanana nokudarika kumwe chete kwakaita kuti vanhu vemarudzi ose vapiwe mhosva,+ saizvozvowo nokuda kwokururamisa kumwe chete,+ vanhu vemarudzi ose+ vanonzi vakarurama nokuda kwoupenyu.+