Ezekieri 38:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Uchatouya kuzorwisa vanhu vangu vaIsraeri, semakore anofukidza nyika.+ Zvichaitika mumazuva okupedzisira, uye ndichaita kuti uuye kuzorwisa nyika yangu,+ kuti marudzi andizive pandinozvitsvenesa ndichikushandisa iwo achizviona, haiwa iwe Gogi.”’+
16 Uchatouya kuzorwisa vanhu vangu vaIsraeri, semakore anofukidza nyika.+ Zvichaitika mumazuva okupedzisira, uye ndichaita kuti uuye kuzorwisa nyika yangu,+ kuti marudzi andizive pandinozvitsvenesa ndichikushandisa iwo achizviona, haiwa iwe Gogi.”’+