Jeremiya 3:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Dzokai, imi vanakomana vakatsauka.+ Ndichagadzirisa kutsauka kwenyu.”+ “Tiri pano! Tauya kwamuri, nokuti imi, haiwa Jehovha, muri Mwari wedu.+ Jeremiya 33:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 ‘Tarirai ndichariporesa uye ndichaita kuti rive noutano;+ ndichavarapa ndovazivisa rugare rwakawanda nechokwadi.+ Hosiya 14:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Ndichagadzirisa kusatendeka kwavo.+ Ndichavada ndisingatumwi nomumwe munhu,+ nokuti ndakadzora kutsamwa kwangu kwaari.+
22 “Dzokai, imi vanakomana vakatsauka.+ Ndichagadzirisa kutsauka kwenyu.”+ “Tiri pano! Tauya kwamuri, nokuti imi, haiwa Jehovha, muri Mwari wedu.+
6 ‘Tarirai ndichariporesa uye ndichaita kuti rive noutano;+ ndichavarapa ndovazivisa rugare rwakawanda nechokwadi.+
4 “Ndichagadzirisa kusatendeka kwavo.+ Ndichavada ndisingatumwi nomumwe munhu,+ nokuti ndakadzora kutsamwa kwangu kwaari.+