1 VaKorinde 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Ziso harina kuona nenzeve haina kunzwa, uyewo mumwoyo momunhu hamuna kufungwa zvinhu izvo Mwari akagadzirira vaya vanomuda.”+
9 Asi sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Ziso harina kuona nenzeve haina kunzwa, uyewo mumwoyo momunhu hamuna kufungwa zvinhu izvo Mwari akagadzirira vaya vanomuda.”+