Isaya 8:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino kana vakati kwamuri: “Bvunzai masvikiro+ kana kuti vafemberi vanorira+ uye vanotaura nemanzwi ari pasi-pasi,” vanhu havafaniri kubvunza Mwari wavo here?+ Vanofanira kubvunza vanhu vakafa nokuda kwevanhu vapenyu here?+
19 Zvino kana vakati kwamuri: “Bvunzai masvikiro+ kana kuti vafemberi vanorira+ uye vanotaura nemanzwi ari pasi-pasi,” vanhu havafaniri kubvunza Mwari wavo here?+ Vanofanira kubvunza vanhu vakafa nokuda kwevanhu vapenyu here?+