Maraki 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Imi makanetesa Jehovha nemashoko enyu,+ uye makati, ‘Takamunetesa sei?’ Nokutaura kwenyu kuti, ‘Munhu wose ari kuita zvakaipa akanaka kuna Jehovha, uye iye anofarira vanhu vakadaro’;+ kana kuti, ‘Mwari wokururamisira ari kupi?’”+
17 “Imi makanetesa Jehovha nemashoko enyu,+ uye makati, ‘Takamunetesa sei?’ Nokutaura kwenyu kuti, ‘Munhu wose ari kuita zvakaipa akanaka kuna Jehovha, uye iye anofarira vanhu vakadaro’;+ kana kuti, ‘Mwari wokururamisira ari kupi?’”+