Pisarema 9:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Imbirai Jehovha, iye anogara muZiyoni;+Zivisai mabasa ake pakati pemarudzi.+ Pisarema 40:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Imi makaita zvinhu zvizhinji,+Haiwa Jehovha Mwari wangu, iwo mabasa enyu anoshamisa nepfungwa dzenyu kwatiri;+Hapana angaenzaniswa nemi.+Kudai ndaida kuzvizivisa nokutaura nezvazvo,Zvava zvizhinji zvokuti handigoni kuzvirondedzera.+ Pisarema 105:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Muimbirei, muimbirei rwiyo,+Fungisisai mabasa ake ose anoshamisa.+ Pisarema 145:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvizvarwa nezvizvarwa zvicharumbidza mabasa enyu,+Zvichazivisa nezvemabasa enyu esimba.+
5 Imi makaita zvinhu zvizhinji,+Haiwa Jehovha Mwari wangu, iwo mabasa enyu anoshamisa nepfungwa dzenyu kwatiri;+Hapana angaenzaniswa nemi.+Kudai ndaida kuzvizivisa nokutaura nezvazvo,Zvava zvizhinji zvokuti handigoni kuzvirondedzera.+