RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 50:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 “Zvitaurei pakati pemarudzi uye zvizivisei.+ Simudzai chiratidzo;+ zvizivisei. Haiwa imi vanhu, musavanza chinhu. Itii, ‘Bhabhironi ratorwa.+ Bheri anyadziswa.+ Merodhaki avhundutswa. Mifananidzo yaro yanyadziswa.+ Zvidhori zvaro zvinosemesa sendove zvavhundutswa.’

  • Jeremiya 51:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Simudzai chiratidzo+ muchirwisa masvingo eBhabhironi. Wedzerai kurinda.+ Isai varindi. Itai kuti vaya vakavandira vagadzirire.+ Nokuti Jehovha afunga pfungwa yacho uye achaitira vagari vomuBhabhironi zvaakataura.”+

  • Jeremiya 51:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 “Haiwa imi varume, simudzai chiratidzo munyika yacho.+ Ridzai hwamanda pakati pemarudzi. Tsaurai+ marudzi kuti arirwise. Shevedzai umambo hweArarati,+ Mini neAshkenazi+ kuti hurirwise. Rayirai mukuru anopinza basa kuti arirwise. Itai kuti mabhiza+ auye sezvinoita mhashu dzine tumvere.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe