12 Hazaeri akati: “Ishe wangu ari kuchemei?” Iye akati: “Nokuti ndinonyatsoziva zvinokuvadza+ zvauchaitira vanakomana vaIsraeri. Uchapisa maguta avo akavakirirwa, uchauraya nebakatwa varume vavo vakasarudzwa, uchaputsa-putsa vana vavo,+ uye uchatumbura vakadzi vavo vane pamuviri.”+