Zekariya 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Shevedzerazve uchiti, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “Maguta angu achafashukira nezvakanaka;+ uye Jehovha achazvidemba pamusoro peZiyoni,+ osarudzazve Jerusarema.”’”+ VaRoma 11:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Saka toti kudini? Israeri haana kuwana chinhu chaicho chaari kutsvaka nomwoyo wose,+ asi vaya vakasarudzwa+ vakachiwana. Vamwe vose vakagomara pfungwa dzavo;+
17 “Shevedzerazve uchiti, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “Maguta angu achafashukira nezvakanaka;+ uye Jehovha achazvidemba pamusoro peZiyoni,+ osarudzazve Jerusarema.”’”+
7 Saka toti kudini? Israeri haana kuwana chinhu chaicho chaari kutsvaka nomwoyo wose,+ asi vaya vakasarudzwa+ vakachiwana. Vamwe vose vakagomara pfungwa dzavo;+