Ezekieri 28:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Vachakuburutsira mugomba,+ uye uchafa sokufa kunoita munhu anourayirwa mumwoyo megungwa guru.+ Ezekieri 32:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Nokuti makuva ake akaiswa mumativi omukatikati megomba,+ uye ungano yake yakapoteredza guva rake, vose zvavo vakaurayiwa, vachiurayiwa nebakatwa, nokuti vakanga vaita kuti munyika yevapenyu muve nokuvhunduka.
23 Nokuti makuva ake akaiswa mumativi omukatikati megomba,+ uye ungano yake yakapoteredza guva rake, vose zvavo vakaurayiwa, vachiurayiwa nebakatwa, nokuti vakanga vaita kuti munyika yevapenyu muve nokuvhunduka.