Isaya 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Vanhu vachariziva,+ ivo vose zvavo, Efremu nomugari wokuSamariya,+ nokuda kwokuzvikudza kwavo uye nokuda kwokuvirima kwemwoyo yavo vachiti:+ Isaya 10:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 kunze kwokuti munhu achakotamira vasungwa uye kuti vanhu varambe vachiwira pasi pakati pevakaurayiwa?+ Nokuda kweizvi zvose kutsamwa kwake hakuna kupera, asi ruoko rwake ruchakatambanudzwa.+
9 Vanhu vachariziva,+ ivo vose zvavo, Efremu nomugari wokuSamariya,+ nokuda kwokuzvikudza kwavo uye nokuda kwokuvirima kwemwoyo yavo vachiti:+
4 kunze kwokuti munhu achakotamira vasungwa uye kuti vanhu varambe vachiwira pasi pakati pevakaurayiwa?+ Nokuda kweizvi zvose kutsamwa kwake hakuna kupera, asi ruoko rwake ruchakatambanudzwa.+