Pisarema 59:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Asi ini ndichaimba nezvesimba renyu,+Mangwanani ndichataura ndichifara nezvomutsa wenyu worudo.+Nokuti makava nzvimbo yakakwirira yakachengeteka kwandiri+Nenzvimbo yokuti nditizire pazuva rokutambudzika kwangu.+
16 Asi ini ndichaimba nezvesimba renyu,+Mangwanani ndichataura ndichifara nezvomutsa wenyu worudo.+Nokuti makava nzvimbo yakakwirira yakachengeteka kwandiri+Nenzvimbo yokuti nditizire pazuva rokutambudzika kwangu.+