Jeremiya 8:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Vakanyara here nokuti vakanga vaita zvinotosemesa?+ Kutanga, vaisambonyara; uyewo, vakanga vasingazivi kuti vanonyara sei.+ “‘Naizvozvo vachawa pakati pevaya vari kuwa. Panguva yavachafungwa,+ vachagumburwa,’ Jehovha adaro.+ Jeremiya 11:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Hapana kunyange nevavachasarirwa navo, nokuti ndichaunza dambudziko pavarume vokuAnatoti,+ gore ravachafungwa nezvavo.”+
12 Vakanyara here nokuti vakanga vaita zvinotosemesa?+ Kutanga, vaisambonyara; uyewo, vakanga vasingazivi kuti vanonyara sei.+ “‘Naizvozvo vachawa pakati pevaya vari kuwa. Panguva yavachafungwa,+ vachagumburwa,’ Jehovha adaro.+
23 Hapana kunyange nevavachasarirwa navo, nokuti ndichaunza dambudziko pavarume vokuAnatoti,+ gore ravachafungwa nezvavo.”+