Isaya 34:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Nokuti bakatwa+ rangu richaguta kumatenga. Tarirai! Richaburukira pana Edhomu,+ nepavanhu vandichaparadza+ chose mukururamisira. Jeremiya 49:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Edhomu ichava chinhu chinokatyamadza.+ Munhu wose anenge achipfuura nomairi acharamba akatarira achikatyamara, oridza muridzo nokuda kwematambudziko ayo ose.+ Ezekieri 35:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Sokufara kwawakanga uchiita pamusoro penhaka yeimba yaIsraeri nokuti yakanga yaitwa dongo, ndichakuitawo saizvozvo.+ Uchava dongo, haiwa iwe nzvimbo ine makomo yeSeiri, iyo Edhomu, yose zvayo;+ uye ivo vachaziva kuti ndini Jehovha.’”+
5 “Nokuti bakatwa+ rangu richaguta kumatenga. Tarirai! Richaburukira pana Edhomu,+ nepavanhu vandichaparadza+ chose mukururamisira.
17 “Edhomu ichava chinhu chinokatyamadza.+ Munhu wose anenge achipfuura nomairi acharamba akatarira achikatyamara, oridza muridzo nokuda kwematambudziko ayo ose.+
15 Sokufara kwawakanga uchiita pamusoro penhaka yeimba yaIsraeri nokuti yakanga yaitwa dongo, ndichakuitawo saizvozvo.+ Uchava dongo, haiwa iwe nzvimbo ine makomo yeSeiri, iyo Edhomu, yose zvayo;+ uye ivo vachaziva kuti ndini Jehovha.’”+