Isaya 47:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Mira zvino, nezvitsinga zvako uye nouroyi hwako huzhinji,+ zvawakashanda zvakaoma mazviri kubvira uchiri muduku; kuti zvichida ungabatsirwa, kuti zvichida ungatyisidzira vanhu.
12 Mira zvino, nezvitsinga zvako uye nouroyi hwako huzhinji,+ zvawakashanda zvakaoma mazviri kubvira uchiri muduku; kuti zvichida ungabatsirwa, kuti zvichida ungatyisidzira vanhu.