Ezekieri 37:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “‘“Mushumiri wangu Dhavhidhi achava mambo wavo,+ vose vachava nomufudzi mumwe chete;+ uye vachafamba maererano nezvandakatonga,+ uye vachachengeta mirau yangu,+ voiita.+ Ruka 1:69 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 69 Atimutsira nyanga+ yoruponeso mumba momushandi wake Dhavhidhi, Mabasa 2:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Naizvozvo, nokuti akanga ari muprofita uye aiziva kuti Mwari akanga amupikira nemhiko kuti aizoita kuti mumwe aizobva pazvibereko zvomuchiuno make agare pachigaro chake choumambo,+ Mabasa 13:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Kubva muvana+ vomunhu uyu maererano nechipikirwa chake Mwari akaunzira Israeri muponesi,+ iye Jesu,
24 “‘“Mushumiri wangu Dhavhidhi achava mambo wavo,+ vose vachava nomufudzi mumwe chete;+ uye vachafamba maererano nezvandakatonga,+ uye vachachengeta mirau yangu,+ voiita.+
30 Naizvozvo, nokuti akanga ari muprofita uye aiziva kuti Mwari akanga amupikira nemhiko kuti aizoita kuti mumwe aizobva pazvibereko zvomuchiuno make agare pachigaro chake choumambo,+
23 Kubva muvana+ vomunhu uyu maererano nechipikirwa chake Mwari akaunzira Israeri muponesi,+ iye Jesu,